BY COLLINS NYAKWAVA Zvichitevera kuitwa kwegungano rekupihwa kwevadzidzi vepa korichi ye chaminuka magwaro ekupedza zvidzidzo nomusi we chitatu 20 mbudzi 2024 , vadzidzi vatatu kubva ku shamva vocational training centre vovimbiswa kuwaniswa mabasa. Vaive mukokwa mukuru pagungano rekupihwa kwemapepa edzidzo pa chaminuka honorable…
By Collins nyakwava Wakanga uri mufaro mukuru nezuro musi wa 20 november 2024 pa chaminuka training centre munzvimbo ye Mt Darwin district apo paitoreswa vadzidzi vepachikoro ichi magwaro ekupedza zvidzidzo zvavo. Gungano rakakomborerwa nekuvapo kwe Hukokwa kubva kumapazi akaisiyana siyana ehurumende hunosanganisira ma…
Chembere nevanorarama nehurema vanosvika makumi mashanu vowaniswa ma humber Wanga urimufaro munzvimbo yeMupfurudzi ward 8 apo kwanga kuchipiwa mahumper kuchembere ne vanorarama nehurema . Pagungano irikwanga kuine vemadunhu anoti Kavanji, Makarawu, Makamba, Mandere, Mushore, Muchenje, Mucherahohwa, Maringe, Hau, Hore1,2,3, Mupangure, Mbata, Munetsi, Maponga,…
