BY COLLINS NYAKWAVA
Zvichitevera kuitwa kwegungano rekupihwa kwevadzidzi vepa korichi ye chaminuka magwaro ekupedza zvidzidzo nomusi we chitatu 20 mbudzi 2024 , vadzidzi vatatu kubva ku shamva vocational training centre vovimbiswa kuwaniswa mabasa.
Vaive mukokwa mukuru pagungano rekupihwa kwemapepa edzidzo pa chaminuka honorable t machekaire vakavimbisa kuwanisa mabasa kuvadzidzi vepa shamva vocational training centre vanoti Mitchel muzirwa , Promise Husavihwevhu na…..
Chiitiko ichi chakaitika mushure maongororo yavakaita apo vakaona magariro ne mawaniro vana ava .
Vamachekaire vakavimbisa kuwaniswa kwemabasa kuvana ava kuitira kuti raramo yavo ivandudzike vakwanise kurarama zvinoenderana ne ma conditions ari pamuviri wavo anosanganisira albinism ne poor eye sight .
Zvichakadaro , vabereki kubva kumatunhu mazhinji vakatenda zvikuru Kuna va machekaire nekuvimbisa kusimudzira vechidiki

29 Comments
Comments are closed.